Masaisai, Vol. 2
Lyrics
Hupenyu hwangu hwashata Hupenyu hwangu hwaipa Kutarisa kudai inhamo chete Ndizvo zvandaida? Aihwa kwete Hupenyu hwangu hwaoma Kurarama kwacho haikona Kurara nenzara kufanezvirwere Vazhinji votambura vashoma vagere Ndiota sei kani Ishe Pindirai Ndibatsireiwo kani baba vangu Ndapinda mumasaisai Ndoita sei kani Ishe Pindirai Ndibatsireiwo kani Baba vangu Ndapinda mumasaisai Hupenyu hwacho hwaoma (Hwaoma hwaoma) Kurarama kwacho itsaona (Itsaona itsaona) Kurara nenzara kufanezvirwere Vazhinji votambura vashoma vagere Ndoita sei kani Ishe Pindirai Ndibatsireiwo kani Baba vangu Ndapinda mumasaisai Ndoita sei kani Ishe Pindirai Ndibatsireiwo kani baba vangu Ndapinda mumasaisai Ndoita sei kani Tenzi Pindirai Ndibatsireiwo kani baba vangu Ndapinda mumasaisai Ndiota sei nhai Mwari Pindirai Ndibatsireiwo kani Ishe Ndapinda mumasaisai Ndapinda mumasaisai Ndapinda mumasaisai Ndapinda mumasaisai Ndoita sei kani Ishe Pindirai Ndibatsireiwo kani baba vangu Ndapinda mumasaisai Ndoita sei kani Ishe Pindirai Ndibatsireiwo kani baba vangu Ndapinda mumasaisai Ndoita sei kani Tenzi Pindirai Ndibatsireiwo kani Mwari vangu Ndapinda mumasaisai Ndoita sei kani Ishe Pindirai Ndibatsireiwo kani Baba vangu Ndapinda mumasaisai Ndapinda mumasaisai Ndapinda mumasaisai Ndapinda mumasaisai
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:33
- Key
- 1
- Tempo
- 174 BPM